Gonyonhanhatu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGonyanhanhatu)
Svetuka kumufambairo Svetuka kukwekutsvaga

Muchidzidzo Pimanyika gonyonhanhatu chiumbwa chine mativi matanhatu nemikwava mitanhatu. Zvidowo zvechizinga chinogadzirirwa huchi nenyuchi zvine kuumbwa kwakaita gonyonhanhatu.

Chiumbwa ichi chiri pamupanda wegonyozhinji.